RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 July p. 15
  • August 30–September 5

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • August 30–September 5
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 July p. 15

August 30–September 5

DHEUTERONOMI 31-32

  • Rwiyo 78 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Zvatinodzidza Pamifananidzo Iri Murwiyo Rwakafemerwa”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Dhe 31:12—Vabereki vechiKristu vangashandisa sei zano iri? (w04 9/15 27 ¶11)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Dhe 32:36-52 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 3)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita kuti zvamuri kukurukura zvienderane nasaimba wacho, uye muratidze rugwaro rwakakodzera. (th chidzidzo 12)

  • Hurukuro: (5 min.) w07 5/15 15-16—Musoro: Vana Vako Vanoona Zvaunoita! (th chidzidzo 16)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 25

  • Dzidza Pamienzaniso Yakanaka Yevaya Vari Kutungamirira: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi ‘Yeukai Vari Kukutungamirirai’ (VaH 13:7). Kana mapedza, bvunzai vateereri kuti: Tinodzidzei pane vanhu vanotevera T. J. Sullivan? George Gangas? Karl Klein? Daniel Sydlik?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 13 ¶1-6, vhidhiyo yekusuma

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 128 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe