RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 July p. 5
  • “Musambozvidya Mwoyo”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Musambozvidya Mwoyo”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Misoro yeBhaibheri Yokukurukurirana
    Misoro yeBhaibheri Yokukurukurirana
  • Nokukurumidza, Hapana Achava Murombo!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1995
  • Nyika Isina Urombo Yava Pedyo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
  • Ipa Varombo Tariro
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 July p. 5
Mhuri ine vanhu 6 inorarama nezvinhu zvishoma iri kufamba ichienda kunoona nedzimwe hama kuti vanonamata Jehovha.

KURARAMA KWECHIKRISTU

“Musambozvidya Mwoyo”

Jehovha aibatsira varombo muIsraeri. Mazuva ano ari kubatsira sei vashumiri vake vanenge vari varombo?

  • Anovadzidzisa kuva nemaonero akanaka panyaya yemari.—Ru 12:15; 1Ti 6:6-8

  • Anovadzidzisa kuti vasazvitarisira pasi.—Job 34:19

  • Anovadzidzisa kushanda nesimba uye kuti vasaita zvinhu zvinokanganisa utano hwavo.—Zvi 14:23; 20:1; 2VaK 7:1

  • Anovaunza musangano rine hama nehanzvadzi dzine rudo.—Joh 13:35; 1Jo 3:17, 18

  • Anovapa tariro.—Pis 9:18; Isa 65:21-23

Pasinei nekuti tinoomerwa zvakadii neupenyu, hatifaniri kuzvidya mwoyo. (Isa 30:15) Jehovha achatipa zvatinoda pakurarama kana tikaramba tichitanga kutsvaga Umambo hwake.—Mt 6:31-33.

ONA VHIDHIYO INONZI RUDO HARUMBOPERI PASINEI . . . NEUROMBO—CONGO, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi ‘Rudo Harumboperi Pasinei . . . Neurombo—Congo.’ Hama nehanzvadzi dzakawanda dziri kufamba dzichienda kuri kunoitirwa gungano. Vakawanda vacho vakatakura macheya nezvimwewo zvinhu.

    Hama dzaigara pedyo nepaiitirwa gungano remunharaunda dzakaratidza sei rudo pakugamuchira vaya vaibva kure?

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi ‘Rudo Harumboperi Pasinei . . . Neurombo—Congo.’ Hama iri kugadzira pekurara ichiitira dzimwe hama dzabva kure.

    Vhidhiyo iyi inotidzidzisei nezvekuda kunoita Jehovha varombo?

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi ‘Rudo Harumboperi Pasinei . . . Neurombo—Congo.’ Hama dziri kupfeka dzichigadzirira kupinda gungano.

    Tingatevedzera sei Jehovha pasinei nekuti tine zvakawanda sei?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe