RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 July p. 4
  • July 12-18

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • July 12-18
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 July p. 4

July 12-18

DHEUTERONOMI 13-15

  • Rwiyo 38 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Mutemo Wairatidza Sei Kuti Jehovha Ane Hanya Nevarombo?”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Dhe 14:21—Tinodzidzei pakurambidzwa kwaiitwa neMutemo kubika mbudzana nemukaka waamai vayo? (w06 4/1 31)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Dhe 13:1-18 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunodzokera: Kutambura—1Jo 5:19. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunodzokera: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 6)

  • Paunodzokera: (5 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 11)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 7

  • “Musambozvidya Mwoyo”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Rudo Harumboperi Pasinei . . . Neurombo—Congo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 10 ¶13-17, bhokisi 10B uye 10C

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 71 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe