RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 March p. 8
  • March 29–April 4

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • March 29–April 4
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 March p. 8

March 29–April 4

NUMERI 15-16

  • Rwiyo 101 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ngwarira Kuti Usazvikudza Uye Usazvivimba”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Nu 15:32-35—Tinodzidzei panyaya iyi? (w98 9/1 20 ¶1-2)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Nu 15:1-16 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: Jesu—Mt 16:16. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 1)

  • Hurukuro: (5 min.) w15 5/15 15 ¶5-6—Musoro: Kudada Kwakakodzera Kwakasiyana Papi Nekudada Kusina Kukodzera? (th chidzidzo 8)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 124

  • “Usatevedzera Vaya Vasina Kuvimbika”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Usatevedzera Vanhu Vasina Kuvimbika.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 7 ¶1-7, vhidhiyo yekusuma

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 126 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe