RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 March p. 7
  • Wedzera Mufaro Wako Muushumiri—Bvunza Mibvunzo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Wedzera Mufaro Wako Muushumiri—Bvunza Mibvunzo
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Taura Zvinobaya Mwoyo
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Wedzera Mufaro Wako Muushumiri—Shandisa Shoko raMwari
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Bvuma Kubatsirwa naJehovha Kuburikidza Nekunyengetera
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri Kuti Vave Neushamwari Hwepedyo naJehovha
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 March p. 7
Murume nemudzimai vari kupa mumwe murume turakiti pavari kuparidza nechingoro pachiteshi chezvitima.

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI | WEDZERA MUFARO WAKO MUUSHUMIRI

Bvunza Mibvunzo

Jehovha, “Mwari anofara,” anoda kuti tinakidzwe neushumiri. (1Ti 1:11) Mufaro wedu unowedzera patinovandudza unyanzvi hwedu. Kubvunza mibvunzo kunoita kuti munhu afarire uye kazhinji kacho ndizvo zvinoitwa nemunhu wese paanotanga kutaura nemumwe. Mibvunzo inobatsira munhu kuti afunge. (Mt 22:41-45) Patinobvunza mubvunzo toteerera, tinenge tichiratidza munhu wacho kuti anokosha kwatiri. (Jak 1:19) Mhinduro dzemunhu wacho dzinogona kutibatsira kuona kuti tokurukura takananga kupi.

ONA VHIDHIYO INONZI WANA MUFARO PAKUITA KUTI VANHU VAVE VADZIDZI—VANDUDZA UNYANZVI HWAKO—KUBVUNZA MIBVUNZO, WOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi ‘Wana Mufaro Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi—Vandudza Unyanzvi Hwako—Kubvunza Mibvunzo.’ Jade anosimukira mukadzi wechikuru muchitima.

    Jade akaratidza unhu hupi hwakanaka?

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi ‘Wana Mufaro Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi—Vandudza Unyanzvi Hwako—Kubvunza Mibvunzo.’ Neeta ari kutambanudza ruoko rwake achizvisuma kuna Jade.

    Neeta akashandisa sei mibvunzo kuratidza kuti aiva nehanya naJade?

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi ‘Wana Mufaro Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi—Vandudza Unyanzvi Hwako—Kubvunza Mibvunzo.’ Jade achipindura mubvunzo waabvunzwa naNeeta.

    Neeta akashandisa sei mibvunzo kuita kuti Jade afarire mashoko akanaka?

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi ‘Wana Mufaro Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi—Vandudza Unyanzvi Hwako—Kubvunza Mibvunzo.’ Neeta anomubvunza mubvunzo paanopedza kuverenga vhesi.

    Neeta akashandisa sei mibvunzo kuita kuti Jade afunge?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe