RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 January p. 4
  • January 11-17

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • January 11-17
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 January p. 4

January 11-17

REVHITIKO 20-21

  • Rwiyo 80 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jehovha Anotsaura Vanhu Vake”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Re 21:5—Nei Mutemo waMwari wairambidza vanhu kuti vazvicheke-cheke miviri yavo? (it-1-E 563)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Re 20:1-13 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo yakanzi Paunodzokera: Munyengetero—1Jo 5:14. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunodzokera: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 6)

  • Paunodzokera: (5 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha raMashoko Akanaka wobva watanga chidzidzo cheBhaibheri pachidzidzo 12. (th chidzidzo 19)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 131

  • “Chengetedza Wanano Yako”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi ‘Ngatimhanyei Tichitsungirira’—Teerera Mitemo Yemakwikwi Ekumhanya.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chikamu 1, chits. 3 ¶1-10, vhidhiyo yekusuma, bhokisi 3A

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 94 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe