RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 December p. 6
  • December 28, 2020–January 3, 2021

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • December 28, 2020–January 3, 2021
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 December p. 6

December 28, 2020–January 3, 2021

REVHITIKO 16-17

  • Rwiyo 41 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Zvatinodzidza paZuva Rekuyananisira”: (10 min.)

    • Re 16:12—Mupristi mukuru aimira pamberi paJehovha nenzira yekufananidzira (w19.11 21 ¶4)

    • Re 16:13—Mupristi mukuru aipisira rusenzi kuna Jehovha (w19.11 21 ¶5)

    • Re 16:14, 15—Mupristi mukuru aibva ayananisira zvivi zvevapristi nezvevanhu (w19.11 21 ¶6)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Re 16:10—Mbudzi yeAzazeri yaifananidzira chibayiro chaJesu pakudii? (w09 8/15 6 ¶17)

    • Re 17:10, 11—Nei tisingabvumi kuwedzerwa ropa? (w14 11/15 10 ¶10)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Re 16:1-17 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 3)

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe rimwe remabhuku atinoshandisa pakudzidza nevanhu Bhaibheri. (th chidzidzo 4)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) fg chidzidzo 1 ¶1-2 (th chidzidzo 14)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 70

  • “Unoda Kunyorera Kuti Upinde Chikoro Chevazivisi Vemashoko eUmambo Here?”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Mamishinari Ari Mundima—Vashandi Vari Kukohwa.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min. zvichidzika) rr chits. 2 ¶19-27

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 50 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe