RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 October p. 7
  • October 26–November 1

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • October 26–November 1
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 October p. 7

October 26–November 1

EKSODHO 37-38

  • Rwiyo 43 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Atari Dzepatebhenekeri Uye Basa Radzo Pakunamata Kwechokwadi”: (10 min.)

    • Eks 37:25—Atari yerusenzi yaigara muNzvimbo Tsvene (it-1-E 82 ¶3)

    • Eks 37:29—Rusenzi tsvene yaisanganiswa zvine unyanzvi (it-1-E 1195)

    • Eks 38:1—Atari yekupisira zvibayiro yaiva muchivanze (Eks 40:6, 29; it-1-E 82 ¶1)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Eks 37:1, 10, 25—Nei muti wemubayamhondoro wakashandiswa pakugadzira tebhenekeri? (it-1-E 36)

    • Eks 38:8—Magirazi ekare akasiyana papi neava kushandiswa mazuva ano? (w15 4/1 15 ¶4)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eks 37:1-24 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 3)

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe magazini ichangobva kubudiswa inotaura nezvenyaya yataurwa nasaimba. (th chidzidzo 12)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) bhs 199 ¶8-9 (th chidzidzo 7)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 67

  • Zvemuungano Yenyu: (5 min.)

  • “Mushandirapamwe Unokosha Uchaitwa Muna November Wekuzivisa Umambo hwaMwari”: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yepaunoona munhu kekutanga yaNovember mokurukura zvirimo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min. zvichidzika) jy chits. 138

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 22 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe