RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 October p. 6
  • October 19-25

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • October 19-25
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 October p. 6

October 19-25

EKSODHO 35-36

  • Rwiyo 92 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jehovha Akavabatsira Kuti Vaite Basa”: (10 min.)

    • Eks 35:25, 26—Jehovha akakomborera kuzvipira kwakaita vanhu vake (w14 12/15 4 ¶4)

    • Eks 35:30-35—Mweya mutsvene wakabatsira Bhezareri naOhoriyabhi kuti vakwanise kugadzira “zvinhu zvakasiyana-siyana” (w11 12/15 19 ¶6)

    • Eks 36:1, 2—Mbiri yese yakaenda kuna Jehovha pabasa rese ravakaita (w11 12/15 19 ¶7)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Eks 35:1-3—Chii chatinodzidza kubva pamutemo weSabata? (w05 5/15 23 ¶14)

    • Eks 35:21—Tingaita sei kuti tivewo nerupo sezvakaitwa nevaIsraeri? (w00 11/1 29 ¶1)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eks 35:1-24 (th chidzidzo 11)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 11)

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Udza saimba nezvewebsite yedu uye musiyire kadhi rejw.org. (th chidzidzo 4)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) bhs 26 ¶18-20 (th chidzidzo 19)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 68

  • Mashoko Anobva Kukomiti Inobudisa Mashoko—2018: (15 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo. Kana yapera bvunzai kuti: Zvii zvakachinjwa nesangano panyaya yekuprinda uye nemhaka yei? Kuderedzwa kwezvinhu zvinoprindwa, kwakabatsirei? Kushandurwa kweBhaibheri uye mamwe mabhuku kuri kubatsira sei kuti vanhu vawane zvekudya zvekunamata? Kubudiswa kwemavhidhiyo uye mabhuku asingaiti zvekuprindwa kuri kubatsirei?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min. zvichidzika) jy chits. 137

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 69 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe