RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 September p. 2
  • Usatevera Vanhu Vazhinji

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Usatevera Vanhu Vazhinji
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Boka Guru Revanhu Vasingakwanisi Kuverengwa Nemunhu Rinokomborerwa naJehovha
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Regerera Vamwe
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Boka Guru Ravazhinji-zhinji
    Zvakazarurwa—Mugumo Wazvo Une Mbiri Wava Pedyo!
  • “Ndakaona Boka Guru Revanhu”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2019
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 September p. 2
Vanhu vari kuona nhau paTV uye vamwe pamafoni avo.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EKSODHO 23-24

Usatevera Vanhu Vazhinji

23:1-3

Jehovha akarayira vaitonga mhosva nevaipa uchapupu kuti vasatonga nyaya zvisizvo kana kupa uchapupu hwenhema vachingotevedzera vamwe. Isuwo mazuva ano tinewo zvimwe zvatinodzidza kubva pamurayiro iwoyo. VaKristu vanofanira kurwisa kuti vasatevedzera mafungiro enyika anopesana nezvinodiwa naMwari.—VaR 12:2.

Nei tisingafaniri kutevedzera zvinoitwa nevakawanda

  • kana tikanzwa makuhwa kana mashoko atisina chokwadi nawo?

  • pakusarudza zvekupfeka, magadzirirwe ebvudzi kana zvekuzvivaraidza nazvo?

  • pamaonero atinoita vanhu verumwe rudzi kana vane upenyu hwakasiyana nehwedu?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe