RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 September p. 2
  • September 7-13

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • September 7-13
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 September p. 2

September 7-13

EKSODHO 23-24

  • Rwiyo 34 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Usatevera Vanhu Vazhinji”: (10 min.)

    • Eks 23:1—Usaparadzira mashoko asiri echokwadi (w18.08 4 ¶7-8)

    • Eks 23:2​—Usaita zvakaipa uchingotevedzera zviri kuitwa nevamwe (it-1-E 11 ¶3)

    • Eks 23:3​—Usasarura (it-1-E 343 ¶5)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Eks 23:9—Jehovha akabatsira sei vaIsraeri kuti vanzwire vamwe tsitsi? (w16.10 9 ¶4)

    • Eks 23:20, 21​—Nei tichiti ngirozi inotaurwa mumavhesi aya ndiMikaeri? (it-2-E 393)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eks 23:1-19 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mozobvunza kuti: Saimba paapa mhinduro isiri iyo, ndezvipi zvakanaka zvaitwa nemuparidzi? Uchishandisa mharidzo iyi, ungasuma sei Nharireyomurindi yeNhamba 3 2020?

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 1)

  • Hurukuro: (5 min. zvichidzika) w16.05 30-31—Musoro: Chii Chingabatsira vaKristu Kuti Vazive Kana Zvakakodzera Kupa Vashandi Vehurumende Zvipo Kana Kuti Mari Yekuvatenda? (th chidzidzo 14)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo  124

  • “Usaparadzira Nhema”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Zvii Zvandingaita Kuti Ndirege Kuita Makuhwa?.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min. zvichidzika) jy chits. 131

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 145 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe