RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 August p. 6
  • August 17-23

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • August 17-23
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 August p. 6

August 17-23

EKSODHO 17-18

  • Rwiyo 79 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kudzidzisa Vamwe Mabasa Uye Kuvapawo Zvekuita”: (10 min.)

    • Eks 18:17, 18​—Jetro akaona kuti Mozisi akanga aine basa rakakura (w13 2/1 6)

    • Eks 18:21, 22​—Jetro akakurudzira Mozisi kuti ape vamwe varume vaikodzera mamwe mabasa ekuita (w03 11/1 6 ¶1)

    • Eks 18:24, 25​—Mozisi akashandisa zano raakapiwa naJetro (w02 5/15 25 ¶5)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Eks 17:11-13​—Tingatevedzera sei zvakaitwa naAroni naHeri? (w16.09 6 ¶14)

    • Eks 17:14​—Nei tichiti zvakanyorwa naMozisi mashoko akafemerwa naMwari? (it-1-E 406)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eks 17:1-16 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera: (5 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mozobvunza kuti: Tinodzidzei pane zvaitwa nahanzvadzi Choto saimba paapindura mubvunzo wekuti chii chinoitika kumunhu kana afa? Hanzvadzi Choto varatidza sei kushanda kunoita rugwaro?

  • Paunodzokera: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 12)

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba bhuku raBhaibheri Rinotidzidzisei?, uye tanga chidzidzo cheBhaibheri muchitsauko 6. (th chidzidzo 7)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 31

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano (30 min.) jy chits. 128

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 14 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe