RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 June p. 4
  • June 15-21

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • June 15-21
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 June p. 4

June 15-21

GENESISI 48-50

  • Rwiyo 30 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Vakwegura Vane Zvakawanda Zvekutidzidzisa”: (10 min.)

    • Ge 48:21, 22—Jakobho akaratidza kuti aiva nechivimbo chekuti vanhu vaMwari vaizogara muKenani (it-1-E 1246 ¶8)

    • Ge 49:1—Uprofita hwakataurwa naJakobho paakanga ava kufa hunotiratidza kuti aiva nekutenda kwakasimba (it-2-E 206 ¶1)

    • Ge 50:24, 25—Josefa akaratidza kuti aiva nechivimbo chekuti zvese zvakanga zvavimbiswa naJehovha zvaizoitika (w07 6/1 28 ¶10)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Ge 49:19—Uprofita hwaJakobho nezvaGadhi hwakazadzika sei? (w04 6/1 15 ¶4-5)

    • Ge 49:27—Uprofita hwaJakobho nezvaBhenjamini hwakazadzika sei? (it-1-E 289 ¶2)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ge 49:8-26 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera: (5 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo yacho mozobvunza vateereri kuti: Vaparidzi ava vabatsirana sei pavanga vachiparidza? Tingavatevedzera sei pakuratidza kuti tine chokwadi nezvatinenge tichitaura patinoparidza?

  • Paunodzokera: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 6)

  • Paunodzokera: (5 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe bhuku raBhaibheri Rinotidzidzisei? wobva watanga chidzidzo cheBhaibheri pachitsauko 9. (th chidzidzo 16)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 138

  • “Ungadzidzei Kubva kuvaKristu Vava Nemakore Akawanda Vari Musangano?”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Kuramba Vakabatana Kunyange Pavairambidzwa Kuita Basa.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 119

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 25 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe