PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | GENESISI 24
Isaka Anotsvagirwa Mudzimai
Mushandi waAbrahamu akakumbira Jehovha kuti amubatsire paaitsvagira Isaka mudzimai. (Ge 24:42-44) Tinofanirawo kukumbira Jehovha kuti atibatsire tisati taita zvisarudzo zvakakura. Tingazviita sei?
Nyengetera
Tsvakurudza kubva muShoko raMwari uye mabhuku edu echiKristu
Batsirwa nevaKristu vakasimba pakunamata