RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 March p. 3
  • March 9-15

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • March 9-15
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 March p. 3

March 9-15

GENESISI 24

  • Rwiyo 132 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Isaka Anotsvagirwa Mudzimai”: (10 min.)

    • Ge 24:2-4​—Abrahamu akatuma mushandi wake kuti anotsvagira Isaka mudzimai pavanhu vainamata Jehovha (wp16.3 14 ¶3)

    • Ge 24:11-15​—Mushandi waAbrahamu akaona Ribheka patsime (wp16.3 14 ¶4)

    • Ge 24:58, 67​—Ribheka akabvuma kuroorwa naIsaka (wp16.3 14 ¶6-7)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Ge 24:19, 20​—Mumavhesi aya, tinodzidzei kubva pane zvakaitwa naRibheka? (wp16.3 12-13)

    • Ge 24:65​—Nei Ribheka akafukidza musoro wake, uye izvi zvinotidzidzisei? (wp16.3 15 ¶3)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ge 24:1-21 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo yacho mozobvunza vateereri kuti: Muparidzi ashandisa sei mibvunzo zvinobudirira? Muparidzi apindura sei mhinduro yapiwa nasaimba nezvaJesu?

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 1)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 12)

  • Kukoka Vanhu kuChirangaridzo: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira yemushandirapamwe wekukoka vanhu kuChirangaridzo. Saimba anoratidza kuti afarira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Kuyeuka Rufu rwaJesu mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 11)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 25

  • Kukoka Vanhu kuChirangaridzo Kuchatanga Musi weSaturday, March 14: (8 min.) Kukurukurirana. Ipai vateereri pepa rekukoka vanhu kuChirangaridzo, mokurukura zvirimo. Ratidzai vhidhiyo yemharidzo yekuenzanisira mokurukura zvirimo. Taurai zvamuchaita kuti mupedze ndima yenyu.

  • “Ndiani Wandichakoka kuChirangaridzo?”: (7 min.) Kukurukurirana.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 107

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 9 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe