RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 December p. 3
  • ‘Zvapupu Zviviri’ Zvinourayiwa Zvozodzoswa Kuupenyu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • ‘Zvapupu Zviviri’ Zvinourayiwa Zvozodzoswa Kuupenyu
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mashoko Akafanana
  • Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
  • “Mapfupa Akaoma” Uye ‘Zvapupu Zviviri’—Zvakafanana Uye Zvakasiyana Papi?
    Jehovha Anodzorera Kunamata Kwakachena
  • Kumutsidzira Zvapupu Zviviri
    Zvakazarurwa—Mugumo Wazvo Une Mbiri Wava Pedyo!
  • Mazuva Ouporofita hwaDhanieri Nokutenda Kwedu
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1993
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 December p. 3
‘Zvapupu zviviri’ zvinotaurwa muna Zvakazarurwa zvakamira pamberi pezvigadziko zvemarambi nemiti yemiorivhi

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ZVAKAZARURWA 10-12

‘Zvapupu Zviviri’ Zvinourayiwa Zvozodzoswa Kuupenyu

11:3-11

  • “Zvapupu zviviri”: Boka diki rehama dzakazodzwa dzaitungamirira pakagadzwa Umambo hwaMwari muna 1914

  • Zvinourayiwa: Pashure pekuparidza kwemakore matatu nehafu “zvakapfeka masaga,” zvapupu izvi “zvakaurayiwa” pazvakavharirwa mujeri zvichibva zvamanikidzwa kuti zvisaita basa rekuparidza

  • Zvakadzoswa Kuupenyu: Pashure pemazuva matatu nehafu ekufananidzira, zvakadzoswa kuupenyu pazvakabudiswa mujeri zvichibva zvatangazve kutungamirira basa rekuparidza

Pana Zvakazarurwa 11:1, 2 panoratidza kubatana kwakaita zviitiko izvi nezvinotaurwa pana Maraki 3:1-3 zvine chekuita nekuongororwa uye kucheneswa kwetemberi yemweya. Nguva inotaurwa muuprofita inoratidza: kucheneswa kwetemberi kutanga panenge pakupera kwegore ra1914 kusvika panenge pakutanga kwegore ra1919; makore matatu nehafu kana kuti mazuva 1 260 kutanga panenge pakupera kwegore ra1914 kusvika panenge pakutanga kwegore ra1918; mazuva matatu nehafu kutanga panenge pakutanga kwegore ra1918 kusvika panenge pakutanga kwegore ra1919.
    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe