RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 December p. 3
  • December 9-15

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • December 9-15
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 December p. 3

December 9-15

ZVAKAZARURWA 10-12

  • Rwiyo 26 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “‘Zvapupu Zviviri’ Zvinourayiwa Zvozodzoswa Kuupenyu”: (10 min.)

    • Zva 11:3​—‘Zvapupu zviviri’ zvinoprofita kwemazuva 1 260 (w14 11/15 30)

    • Zva 11:7​—Zvinourayiwa ‘nechikara’

    • Zva 11:11​—‘Zvapupu zviviri’ izvi zvinodzoswazve kuupenyu pashure “pemazuva matatu nehafu”

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Zva 10:9, 10​—Mashoko akapiwa Johani ‘aivava’ uye ‘aitapira’ pakudii? (it-2-E 880-881)

    • Zva 12:1-5​—Mavhesi aya akazadzika sei? (it-2-E 187 ¶7-9)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Zva 10:1-11 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 6)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Paridza zvisina kurongwa uchishandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 3)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 9)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 148

  • “Nyika ‘Yakamedza Rwizi’”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Hama dzekuKorea Dzinobudiswa Mujeri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 94

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 47 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe