RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 October p. 4
  • October 21-27

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • October 21-27
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 October p. 4

October 21-27

1 PETRO 3-5

  • Rwiyo 14 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kuguma Kwezvinhu Zvese Kwava Pedyo”: (10 min.)

    • 1Pe 4:7​—“Ivai nepfungwa dzakanaka, uye garai makagadzirira kunyengetera” (w13 11/15 3 ¶1)

    • 1Pe 4:8​—“Dananai kwazvo” (w99 4/15 22 ¶3)

    • 1Pe 4:9​—“Gamuchiranai zvakanaka musinganyunyuti” (w18.03 14-15 ¶2-3)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • 1Pe 3:19, 20​—Jesu “akanoparidza kumweya yaiva mujeri” riini uye akazviita sei? (w13 6/15 23)

    • 1Pe 4:6​—“Vakafa” avo ‘vakaziviswa mashoko akanaka’ ndivanaani? (w08 11/15 21 ¶6)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) 1Pe 3:8-22 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidzai vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 6)

  • Paunodzokera Kekutanga: (5 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira wobva waita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 8)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 137

  • “Kuvaitira Zvakanaka Nekuvaremekedza Kunoita Kuti Vade Chokwadi”: (15 min.) Kukurukurirana.Ratidzai vhidhiyo inonzi Jehovha Anotipa Simba Rekutakura Mutoro Wedu.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 88 ¶1-11

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 61 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe