PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JAKOBHO 1-2
Zvinokonzera Chivi Nerufu
Kana ukatanga kuva nepfungwa dzakashata, ita zvinhu zvinotevera:
Rwisa pfungwa idzodzo ufunge zvimwe zvinhu zvakanaka.—VaF 4:8
Funga matambudziko anozovapo kana ukakundwa nemuedzo.—Dhe 32:29
Nyengetera.—Mt 26:41
Kana ukatanga kuva nepfungwa dzakashata, zvinhu zvipi zvinovaka zvaungafunga nezvazvo?