RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 July p. 3
  • July 8-14

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • July 8-14
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Misoro Midiki
  • PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 July p. 3

July 8-14

1 VATESARONIKA 1-5

  • Rwiyo 90 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Rambai Muchikurudzirana Uye Muchivakana”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku ra1 VaTesaronika.]

    • 1VaT 5:11-13—Ipai “rukudzo rukuru” kune vaya vari kukutungamirirai (w11 6/15 26 ¶12; 28 ¶19)

    • 1VaT 5:14—Nyaradzai vakaora mwoyo, uye tsigirai vasina simba (w17.10 10 ¶13; w15 2/15 9 ¶16)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • 1VaT 4:3-6—Sei zvichinzi munhu anoita unzenza ari “kutadzira hama yake”? (it-1-E 863-864)

    • 1VaT 4:15-17—Ndivanaani ‘vachatorwa mumakore, kuti vasangane naShe mumhepo,’ uye izvi zvichaitika sei? (w15 7/15 18-19 ¶14-15)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) 1VaT 3:1-13 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 1)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 3)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 4)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 81

  • Mapiyona Anokurudzira: (9 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kubatsira Kunoita Mapiyona. Kana mapedza bvunzai mibvunzo inotevera: Mapiyona angakurudzira sei vamwe vari muungano? Wakakurudzirwa sei nemapiyona ari muungano yenyu?

  • Vanhu Vakaita Zvakanaka Vanotikurudzira: (6 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi ‘Ngatimhanyei Tichitsungirira’—Tevedzera Vanhu Vakaita Zvakanaka. Kana mapedza bvunzai mibvunzo inotevera: Hanzvadzi iyi yaiva nedambudziko ripi? Yakakunda sei dambudziko iroro?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 74

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 100 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe