RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 July p. 2
  • July 1-7

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • July 1-7
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Misoro Midiki
  • SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 July p. 2

July 1-7

VAKOROSE 1-4

  • Rwiyo 56 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Pfekenurai Unhu Hwekare, Mupfeke Unhu Hutsva”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raVaKorose.]

    • VaK 3:5-9—“Pfekenurai unhu hwekare” (w11 3/15 10 ¶12-13)

    • VaK 3:10-14—‘Pfekai unhu hutsva’ (w13 9/15 21 ¶18-19)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • VaK 1:13, 14—Chii chinonzi “umambo hweMwanakomana wake anodiwa”? (it-2-E 169 ¶3-5)

    • VaK 2:8—Zvii zvinonzi “zvinhu zvekutanga zvenyika”? (w08 8/15 28 ¶9)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) VaK 1:1-20 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Mashoko Akarurama Uye Ane Umboo, mobva makurukura navo chidzidzo 7 chebhurocha raKudzidzisa.

  • Hurukuro: (5 min. zvichidzika) w04 5/1 19-20 ¶3-7—Musoro: Vamwe vaKristu ‘Vakasimbisa’ Sei Pauro? (VaK 4:11, mashoko emuzasi) (th chidzidzo 7)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 17

  • Zvinoitwa neKomiti Yekudzidzisa—2018: (15 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo. Kana yapera bvunzai mibvunzo inotevera: Chii chinoratidza kuti vanhu vaJehovha vagara vachifamba kuitira kuti vaite mabasa echiKristu? Dhipatimendi Rinobatsira Vafambi rinochengetedza sei mari yezvipo? Zvii zvinogona kuitwa nevaparidzi kuti vaderedze mari inoshandiswa nesangano pakufamba? Dhipatimendi Rinobatsira Vafambi riri kubatsira sei hama nehanzvadzi dzichange dzichienda kumagungano enyika dzakawanda muna 2019?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 73

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 102 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe