RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 May p. 4
  • May 20-26

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • May 20-26
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 May p. 4

May 20-26

2 VAKORINDE 11-13

  • Rwiyo 3 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Pauro Aiva ‘Nemunzwa Munyama’”: (10 min.)

    • 2VaK 12:7—Pauro aiva nedambudziko raigara richimushungurudza uye akarifananidza nemunzwa waimubaya (w08 6/15 3-4)

    • 2VaK 12:8, 9—Jehovha haana kubvisa dambudziko raiva naPauro (w06 12/15 24 ¶17-18)

    • 2VaK 12:10—Pauro akakwanisa kuita basa rake nekuti aivimba nemweya mutsvene waMwari (w18.01 9 ¶8-9)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • 2VaK 12:2-4—Chii chingangodaro chichirehwa ‘nedenga rechitatu’ uye “paradhiso”? (w18.12 8 ¶10-12)

    • 2VaK 13:12—Chii chainzi “kutsvoda kutsvene”? (it-2-E 177)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) 2VaK 11:1-15 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 2)

  • Paunodzokera Kekutanga: (4 min. zvichidzika) Tanga nekushandisa mharidzo yekuenzanisira wobva wamuratidza bhuku raBhaibheri Rinotidzidzisei? (th chidzidzo 4)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 38

  • “Unogona Kutsungirira Kunyange Uine ‘Munzwa Munyama’!”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yakanzi “Maziso Emapofu Achasvinudzwa.” Udzai vateereri kuti mabhuku ebraille evasingaoni anowanika mumitauro 47. Kana vaparidzi vachida mabhuku aya vanofanira kutaura nehama inoona nezvemabhuku. Kurudzirai vese kuti vakurumidze kubatsira munhu wese asingaoni, angava muungano kana kuti mundima yenyu.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 67

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 78 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe