RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 April p. 6
  • April 22-28

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • April 22-28
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 April p. 6

April 22-28

1 VAKORINDE 14-16

  • Rwiyo 22 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Mwari Achava ‘Zvinhu Zvese Kuvanhu Vese’”: (10 min.)

    • 1VaK 15:24, 25​—Umambo hwaMesiya huchaparadza vavengi vese vaMwari (w98 7/1 21 ¶10)

    • 1VaK 15:26​—Rufu ruchabviswa (kr 237 ¶21)

    • 1VaK 15:27, 28​—Kristu achadzorera Umambo kuna Jehovha (w12 9/15 12 ¶17)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • 1VaK 14:34, 35​—Muapostora Pauro akarambidza vakadzi kutaura here? (w12 9/1 9, bhokisi)

    • 1VaK 15:53​—Mashoko ekuti kusafa uye kusaora anorevei? (it-1-E 1197-1198)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) 1VaK 14:20-40 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 3)

  • Paunodzokera Kekutanga: (5 min. zvichidzika) Tanga nekushandisa mharidzo yekuenzanisira wobva waita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 9)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 69

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 63

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 103 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe