RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 January p. 6
  • January 28–February 3

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • January 28–February 3
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 January p. 6

January 28–February 3

MABASA 27-28

  • Rwiyo 129 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Pauro Anoenda kuRoma Nechikepe”: (10 min.)

    • Mab 27:23, 24​—Ngirozi yakaudza Pauro kuti iye nevamwe vese vakanga vari muchikepe vaizopona (bt 208 ¶15)

    • Mab 28:1, 2​—Chikepe chaiva naPauro chakaparara vava kusvika pachitsuwa cheMarita (bt 209 ¶18; 210 ¶21)

    • Mab 28:16, 17​—Pauro akasvika zvakanaka kuRoma (bt 213 ¶10)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mab 27:9​—Chii chainzi “kutsanya kwezuva rokuyananisa”? (“kutsanya kwezuva rokuyananisa” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mab 27:9, nwtsty)

    • Mab 28:11​—Zvakataurwa nemunyori nezvemufananidzo waiva pachikepe zvinoratidzei? (“Vanakomana vaZeusi” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mab 28:11, nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mab 27:1-12 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 2)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) lv 139-141 ¶16-17 (th chidzidzo 3)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 103

  • “Pauro Akaonga Mwari, Akashinga”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi “Simbi Inorodzwa Nesimbi”​—Chidimbu. Kurudzirai vateereri kuti vaone vhidhiyo iyi yese.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 52

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 93 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe