RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 December p. 2
  • December 3-9

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • December 3-9
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 December p. 2

December 3-9

MABASA 9-11

  • Rwiyo 115 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Murume Aitambudza vaKristu Anova Muparidzi Anoshingaira”: (10 min.)

    • Mab 9:1, 2​—Sauro akatambudza vadzidzi vaJesu (bt 60 ¶1-2)

    • Mab 9:15, 16​—Sauro akasarudzwa kuti apupure nezvaJesu (w16.06 7 ¶4)

    • Mab 9:20-22​—Sauro akazova muparidzi aishingaira (bt 64 ¶15)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mab 9:4​—Nei Jesu akabvunza Sauro kuti: “Uri kunditambudzirei?” (bt 60-61 ¶5-6)

    • Mab 10:6​—Kugara kwakaita muapostora Petro kumba kwemusukuti wematehwe kunoratidzei uye kwakamubatsirei? (“Simoni, musukuti wematehwe” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mab 10:6, nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mab 9:10-22

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) jl chidzidzo 6

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 58

  • Zvemuungano Yenyu: (8 min.)

  • Zviri Kuitwa Nesangano: (7 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaDecember.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 44

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 59 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe