RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 November p. 4
  • November 19-25

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • November 19-25
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 November p. 4

November 19-25

MABASA 4-5

  • Rwiyo 73 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Vakaramba Vachitaura Shoko raMwari Neushingi”: (10 min.)

    • Mab 4:5-13​—Kunyange zvazvo “vakanga vari vanhuwo zvavo vasina kudzidza,” Petro naJohani havana kurega kutaura zvavaitenda pamberi pevatongi, nevanyori (w08 9/1 15, bhokisi; w08 5/15 30 ¶6)

    • Mab 4:18-20​—Kunyange zvazvo vakatyisidzirwa, Petro naJohani havana kurega kuparidza

    • Mab 4:23-31​—VaKristu vepakutanga vakabatsirwa nemweya mutsvene kuti vave neushingi (it-1-E 128 ¶3)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mab 4:11​—Zvinorevei kuti Jesu ndiye ‘dombo guru repakona’? (it-1-E 514 ¶4)

    • Mab 5:1​—Nei Ananiyasi naSafira vakatengesa munda wavo? (w13 3/1 15 ¶4)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mab 5:27-42

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Munhu wacho anombotanga achiramba.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Munhu wacho anokuudza kuti haafariri zveBhaibheri.

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 82

  • “Zvibereko Zvekuparidza Nezvingoro Pasi Rese”: (15 min.) Kukurukurirana kunoitiswa nemutariri webasa. Ratidzai vateereri vhidhiyo. Kana ungano yenyu ichishandisa tafura kana kuti chingoro pakuparidza, ratidzai vateereri chingoro chacho. Taurai urongwa hweungano yenyu. Kana nguva iripo, taurai zvakaitika zvinokurudzira kana kuti ratidzai maitikiro azvakaita. Tsanangurirai vaparidzi zvavangaita kuti vaparidzewo nechingoro.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 43 ¶8-18

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 64 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe