Kuparidza zvisina kurongwa kuSouth Korea
Mharidzo Dzekuenzanisira
●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA
Mubvunzo: Mwari anoona sei vanhu vanomutsvaga nemwoyo wese?
Rugwaro: 1Pe 5:6, 7
Pekuzotangira: Chii chinoratidza kuti Mwari anoda munhu mumwe nemumwe?
○●○ PAUNODZOKERA KEKUTANGA
Mubvunzo: Chii chinoratidza kuti Mwari anoda munhu mumwe nemumwe?
Rugwaro: Mt 10:29-31
Pekuzotangira: Tinoziva sei kuti Mwari anotinzwisisa?
○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI
Mubvunzo: Tinoziva sei kuti Mwari anotinzwisisa?
Rugwaro: Pis 139:1, 2, 4
Pekuzotangira: Kuziva kuti Mwari anotida kungatibatsira sei?