RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 July p. 3
  • July 9-15

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • July 9-15
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 July p. 3

July 9-15

RUKA 8-9

  • Rwiyo 13 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Iva Muteveri Wangu​—Zvii Zvinodiwa?”: (10 min.)

    • Ru 9:57, 58​—Vateveri vaJesu vanofanira kuvimba naJehovha (it-2-E 494)

    • Ru 9:59, 60​—Vateveri vaJesu vanoisa Umambo hwaMwari pakutanga muupenyu hwavo (“kunoviga baba vangu,” “Rega vakafa vavige vakafa vavo” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 9:59, 60 nwtsty)

    • Ru 9:61, 62​—Vateveri vaJesu havabvumi kuvhiringidzwa nezvinhu zviri munyika (“Kurima” mapikicha nemavhidhiyo Ru 9:61, 62 nwtsty; w12 4/15 15-16 ¶11-13)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Ru 8:3​—VaKristu ava ‘vaishumira’ sei Jesu nevaapostora? (“vachivashumira” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 8:3 nwtsty)

    • Ru 9:49, 50​—Nei Jesu asina kudzivisa mumwe murume aidzinga madhimoni, kunyange zvazvo murume wacho akanga asingamuteveri? (w08 3/15 31 ¶3)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ru 8:1-15

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Hurukuro: (6 min. zvichidzika) w12 3/15 27-28 ¶11-15—Musoro: Tinofanira Kudemba Zvinhu Zvatakasiya Tichiitira Umambo Here?

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 124

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 28, bhokisi rakanzi “Mifananidzo Yekutsanya”

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 110 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe