RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 January p. 3
  • Zvatinodzidza paMharidzo yaJesu yepaGomo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvatinodzidza paMharidzo yaJesu yepaGomo
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • “Vanofara vaya vanoziva kuti vanoda kutungamirirwa naMwari.”​—⁠Mateu 5:⁠3.
    “Vanofara vaya vanoziva kuti vanoda kutungamirirwa naMwari.”—Mateu 5:3.
  • Kuwana Zvekudya Panguva Yenzara
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • JW Broadcasting Tinoida Chaizvo!”
    Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2016
  • Ucharamba Uchishumira Jehovha Here?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 January p. 3
Varombo

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MATEU 4-5

Zvatinodzidza paMharidzo yaJesu yepaGomo

5:3

Unoziva zvinodiwa zvako zvemweya here?

Mwana ari kufara

Mashoko ekuti ‘vanoziva zvinodiwa zvavo zvemweya’ anogonawo kushandurwa achinzi “varombo pamweya.” (Mt 5:3) Tinogona kuratidza kuti tinoda kutungamirirwa naMwari nekuita izvi . . .

  • kuverenga Bhaibheri zuva nezuva

  • kugadzirira misangano yechiKristu uye kuipinda

  • kuverenga mabhuku esangano uye zvimwe zvinobuda pawebsite yedu

  • kuona JW Broadcasting mwedzi nemwedzi

Zvii zvandingada kugadzirisa papurogiramu yangu yezvinhu zvekunamata?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe