RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 January p. 3
  • January 8-14

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • January 8-14
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 January p. 3

January 8-14

MATEU 4-5

  • Rwiyo 82 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Zvatinodzidza paMharidzo yaJesu yepaGomo”: (10 min.)

    • Mt 5:3—Kuziva zvinodiwa zvedu zvemweya kunoita kuti tifare (“Kufara,” “vaya vanoziva zvinodiwa zvavo zvemweya” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 5:3, nwtsty)

    • Mt 5:7—Kuva nengoni uye tsitsi kunoita kuti tifare (“vane ngoni” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 5:7, nwtsty)

    • Mt 5:9—Kuita kuti pave nerugare kunoita kuti tifare (“vanoita kuti pave norugare” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 5:9, nwtsty; w07 12/1 17)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mt 4:9—Satani akaedza Jesu kuitei? (“kunamata kamwe chete” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 4:9, nwtsty)

    • Mt 4:23—Zvinhu zvipi zviviri zvinokosha zvaiitwa naJesu? (“kudzidzisa . . . kuparidza” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 4:23, nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mt 5:31-48

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidza vhidhiyo yacho, mokurukura zvirimo.

  • Hurukuro: (6 min. zvichidzika) w16.03 31-32​—Musoro: Satani Paaiedza Jesu Akatoenda Naye Patemberi Chaiyo Here?

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 130

  • Vanofara Vaya Vakatambudzwa Nokuda Kwokururama: (9 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Mhuri yekwaNamgung: Vakaiswa Mujeri Pamusana Pekutenda Kwavo, mobva makurukura zvidzidzo zvirimo.

  • “Tanga Waita Kuti Uve Norugare Nehama Yako—Ungazviita Sei?”: (6 min.) Kukurukurirana. Kurukurai kuti nei zviri pekupedzisira mumabhokisi acho zviri izvo zvatinofanira kuita.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 3

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 141 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe