RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 August p. 3
  • Jehovha Akapa Vanhu Vakanga Vasingamunamati Mubayiro

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha Akapa Vanhu Vakanga Vasingamunamati Mubayiro
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mashoko Akafanana
  • Jehovha Anopa Mubayiro Vaya Vanomutsvaka Nomwoyo Wose
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
  • Jehovha Anonyadzisa Tire Nokuzvikudza Kwaro
    Uprofita hwaIsaya—Chiedza Chavanhu Vose I
  • Kuzadzika Kweuprofita hweTire Kunoita Kuti Tiwedzere Kuvimba naJehovha
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Waizviziva Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 August p. 3

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EZEKIERI 28-31

Jehovha Akapa Vanhu Vakanga Vasingamunamati Mubayiro

29:18-20

Kana Jehovha akapa vanhu vakanga vasingamunamati mubayiro, hapana chingamutadzisa kupa vashumiri vake vakavimbika mubayiro!

ZVAKAITWA NEVABHABHIRONI

Vakakomba Tire

Masoja eBhabhironi achikomba Tire

ZVANDIRI KUITAWO

Zvii zvandiri kurwisa kuti ndirambe ndakavimbika kuna Mwari?

KUZVIPIRA KWAVAKAITA

  • VaBhabhironi vakaita makore 13 vakakomba Tire

    Vakaita makore 13 vakakomba Tire uye zvaiva zvisiri nyore

  • Masoja eBhabhironi akakuvara

    Masoja eBhabhironi akakuvara

  • VaBhabhironi havana kuwana mubayiro

    VaBhabhironi havana kuwana mubayiro

KUZVIPIRA KWANDAKAITA

Zvii zvandakabvuma kurasikirwa nazvo ndichiitira kushumira Jehovha?

KUKOMBORERWA KWAVAKAITWA NAJEHOVHA

Jehovha akavapa Ijipiti

Bhokisi rine pfuma

KUKOMBORERWA KWANDAKAITWA NAJEHOVHA

Makomborero api andakawana?

Ivhesi ipi inoenderana nemashoko aya?

  • Rut 2:12

  • Mar 3:16

  • VaH 6:10

  • “Mwari haasi munhu asina kururama zvokuti angabva akanganwa basa renyu norudo rwamakaratidza nokuda kwezita rake.”

  • “Jehovha ngaakupe mubayiro wezvaunoita, uye ngapave nomubayiro wako wakakwana unobva kuna Jehovha.”

  • “Bhuku rokuyeuchidza rakatanga kunyorwa pamberi pake nokuda kwevaya vanotya Jehovha nevaya vanofunga nezvezita rake.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe