August 7-13
EZEKIERI 28-31
Rwiyo 136 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Jehovha Akapa Vanhu Vakanga Vasingamunamati Mubayiro”: (10 min.)
Eze 29:18—Nebhukadrezari mambo weBhabhironi haana kupiwa mubayiro paakakunda Tire (it-2-E 1136 ¶4)
Eze 29:19—Mambo Nebhukadrezari akazopiwa Ijipiti semubayiro panzvimbo peTire (it-1-E 698 ¶5)
Eze 29:20—Jehovha akapa vaBhabhironi mubayiro nekuti vakanga vamushandira (g86-E 11/8 27 ¶4-5)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Eze 28:12-19—Zvakaitwa nemadzimambo eTire zvakafanana papi nezvakaitwa naSatani? (it-2-E 604 ¶4-5)
Eze 30:13, 14—Uprofita uhwu hwakazadzika sei? (w03 7/1 32 ¶1-3)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eze 29:1-12
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana pachishandiswa “Mharidzo Dzekuenzanisira.” Ratidzai vateereri mavhidhiyo acho, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Vakurudzirei kuti pavanenge vachipa vanhu bhurocha raMashoko Akanaka vataure matambudziko ari kuwira vanhu uye vashandise vhidhiyo inonzi Unoda Kunzwa Mashoko Akanaka Here?
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvemuungano Yenyu: (5 min.) Kana muchida, munogona kukurukura nevateereri zvidzidzo zviri muBhuku Regore. (yb17 35-36 uye bhokisi riri papeji 35)
“Iva Neunhu Hunodiwa naMwari—Kuzvininipisa”: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Dzivisa Zvinhu Zvinoparadza Kuvimbika—Kudada.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr “Chikamu 5—Dzidzo yeUmambo—Kudzidzisa Vashumiri vaMambo,” chits. 16 ¶1-5, bhokisi rakanzi “Kunamata Kwemhuri” nerakanzi “Kuungana Kwepagore Kunobatanidza Vanhu vaMwari”
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 93 Nemunyengetero