RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 July p. 7
  • July 31–August 6

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • July 31–August 6
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 July p. 7

July 31–August 6

EZEKIERI 24-27

  • Rwiyo 118 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kuzadzika Kweuprofita hweTire Kunoita Kuti Tiwedzere Kuvimba naJehovha”: (10 min.)

    • Eze 26:3, 4​—Jehovha akataura pachine makore anopfuura 250 kuti guta reTire raizoparadzwa (si 133 ¶4)

    • Eze 26:7-11​—Ezekieri akataura kuti umambo hupi hwaizotanga kukomba Tire uye zita ramambo wacho (ce-E 216 ¶3)

    • Eze 26:4, 12​—Ezekieri akataura kuti masvingo, dzimba uye guruva zveguta reTire zvaizokandwa mumvura (it-1-E 70)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Eze 24:6, 12​—Ngura iri mugate inomiririrei? (w07 7/1 14 ¶2)

    • Eze 24:16, 17​—Nei Ezekieri aisafanira kuchema mudzimai wake? (w88 9/15 21 ¶24)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eze 25:1-11

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa chero turakiti raunoda​—Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Shandisa chero turakiti raunoda​—Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? mokurukura zvirimo. (Asi usamuratidza vhidhiyo yacho.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 23 ¶13-15​—Koka munhu wacho kumusangano.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 139

  • Kutenda Zviri muShoko raMwari Kunotibatsira Kutsungirira Matambudziko: (15 min.) Kukurukurirana pachishandiswa magwaro akadai saIsaya 33:24; 65:21, 22; Johani 5:28, 29; uye Zvakazarurwa 21:4. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kuonga Zvatinoitirwa Nekutonga kweUmambo. Kurudzirai vose kuti vazvione vari munyika itsva kunyanya pavanosangana nematambudziko.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 15 ¶29-36, bhokisi rekudzokorora rakanzi “Unonyatsotenda muUmambo Here?”

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 134 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe