June 26–July 2
EZEKIERI 6-10
Rwiyo 58 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Uchaiswa Chiratidzo Chekuti Upone Here?”: (10 min.)
Eze 9:1, 2—Tine zvatinodzidza kubva pane zvakaratidzwa Ezekieri (w16.06 16-17)
Eze 9:3, 4—Vaya vakateerera mashoko akanaka paaiparidzwa ndivo vachaiswa chiratidzo munguva yekutambudzika kukuru
Eze 9:5-7—Jehovha haasi kuzoparadza vakarurama paachaparadza vakaipa
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Eze 7:19—Vhesi iyi inotibatsira sei kugadzirira zvichaitika mune remangwana? (w09 9/15 23 ¶10)
Eze 8:12—Vhesi iyi inoratidza sei kuti kana munhu asina kutenda kwakasimba anogona kuita zvinhu zvakaipa? (w11 4/15 26 ¶14)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eze 8:1-12
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Zva 4:11—Dzidzisa Chokwadi.
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Pis 11:5; 2VaK 7:1—Dzidzisa Chokwadi.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 127 ¶4-5—Dzidzisa zvinosvika pamwoyo.
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Tsigira Zvinodiwa naJehovha Panyaya Yekuzvibata”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Iva Shamwari yaJehovha—Murume Hwani, Mudzimai Hwani.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 14 ¶8-14, bhokisi rakanzi “Akafira Kukudza Mwari”
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 55 Nemunyengetero