RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 June p. 2
  • June 5-11

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • June 5-11
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 June p. 2

June 5-11

JEREMIYA 51-52

  • Rwiyo 98 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Zvese Zvinotaurwa naJehovha Zvinoitika”: (10 min.)

    • Jer 51:11, 28—Jehovha akataura kuti ndiani aizokunda Bhabhironi (it-2-E 360 ¶2-3)

    • Jer 51:30—Jehovha akataura kuti Bhabhironi harina zvaraizoita paraizorwiswa (it-2-E 459 ¶4)

    • Jer 51:37, 62—Jehovha akataura kuti Bhabhironi raizoitwa dongo (it-1-E 237 ¶1)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Jer 51:25—Nei Bhabhironi rakafananidzwa ‘negomo rinoparadza’? (it-2-E 444 ¶9)

    • Jer 51:42—Zvairevei kuti ‘gungwa raizokwira pamusoro’ peBhabhironi? (it-2-E 882 ¶3)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Jer 51:1-11

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana pachishandiswa “Mharidzo Dzekuenzanisira.” Ratidzai vateereri mavhidhiyo acho, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Kurudzirai vaparidzi kuti varatidze vanasaimba nyaya dziri pajw.org pachikamu chakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > MAZANO OKUBATSIRA MHURI.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 3

  • “Unonyatsotenda Zvinhu Zvinovimbiswa naJehovha Here?”: (15 min.) Mibvunzo nemhinduro. Kurudzirai vateereri kuti vapote vachikurukura nedzimwe hama nehanzvadzi nezveuprofita huri muBhaibheri nechinangwa chekusimbisana pakutenda.—VaR 1:11, 12.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 13 ¶24-32

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 8 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe