PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JEREMIYA 49-50
Jehovha Anokomborera Vanozvininipisa Uye Anoranga Vanozvikudza
VaIsraeri vainge vapfidza vaizochema misodzi yekufara Jehovha paaizovasunungura muutapwa
Vaizoitazve zviri musungano yavakaita naMwari uye voita rwendo rurefu vachidzokera kumusha kwavo kuJerusarema votangazve kunamata kwechokwadi
Bhabhironi raizvikudza raizorangwa nemhaka yeutsinye hwakanyanya hwarakaitira vanhu vaJehovha
Sezvakanga zvaprofitwa, Bhabhironi harina kuzogarwazve