RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 April p. 4
  • Une ‘Mwoyo Wokuti Uzive’ Jehovha Here?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Une ‘Mwoyo Wokuti Uzive’ Jehovha Here?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mashoko Akafanana
  • Chibereko—Chakanaka Nechakaipa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1994
  • Une ‘Mwoyo Wokuti Uzive’ Jehovha Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • Mumwe Nomumwe Achagara Pasi Pomuonde Wake
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
  • Amosi—Aiva Mukohwi Here Kana Kuti Aibaya Maonde?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 April p. 4

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JEREMIYA 22-24

Une ‘Mwoyo Wokuti Uzive’ Jehovha Here?

Bhasikiti rine maonde akanaka uye rimwe bhasikiti rine maonde akaipa

Jehovha akafananidza vanhu nemaonde

24:5

  • VaJudha vakatendeka vainge vakatapwa kuBhabhironi vakafananidzwa nemaonde akanaka

24:8

  • Mambo ainge asina kutendeka Zedhekiya, nevamwe vaiita zvakaipa vakafananidzwa nemaonde akaipa

Tingaita sei kuti tive ‘nemwoyo wokuti tizive’ Jehovha?

24:7

  • Jehovha achatipa ‘mwoyo wokuti timuzive’ kana tikadzidza Shoko rake uye tikashandisa zvatinenge tadzidza

  • Tinofanira kuongorora mwoyo wedu, todzura mafungiro anogona kukanganisa ukama hwedu naJehovha

Zvibvunze kuti: Ndine ‘mwoyo wokuti ndizive’ Jehovha here? Ndingaita sei kuti ndive nawo?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe