RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 April p. 4
  • April 10-16

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • April 10-16
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 April p. 4

April 10-16

JEREMIYA 22-24

  • Rwiyo 52 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Une ‘Mwoyo Wokuti Uzive’ Jehovha Here?”: (10 min.)

    • Jer 24:1-3—Jehovha akafananidza vanhu nemaonde (w13 3/15 8 ¶2)

    • Jer 24:4-7—Vanhu vaiva nemwoyo unoteerera vaifananidzwa nemaonde akanaka (w13 3/15 8 ¶4)

    • Jer 24:8-10—Vanhu vaiva nemwoyo usingateereri vaifananidzwa nemaonde akaipa (w13 3/15 8 ¶3)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Jer 22:30—Nei mutemo uyu usina kubvisa kodzero yaJesu Kristu yokugara pachigaro choumambo chaDhavhidhi? (w07 3/15 10 ¶9)

    • Jer 23:33—“Mutoro waJehovha” chii? (w07 3/15 11 ¶1)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Jer 23:25-36

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yeg17.2​—Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kavha yeg17.2​—Siya pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) lv 5 ¶1-2​—Dzidzisa zvinosvika pamwoyo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 60

  • “Unogona Kukurudzira muKristu Asingachaiti Basa”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kurudzira Vasingachaiti Basa.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 11 ¶1-8

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 93 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe