RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 March p. 6
  • March 27–April 2

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • March 27–April 2
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 March p. 6

March 27–April 2

JEREMIYA 12-16

  • Rwiyo 135 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “VaIsraeri Vakakanganwa Jehovha”: (10 min.)

    • Jer 13:1-5​—Jeremiya akateerera paakaudzwa naJehovha kuti anoviga bhandi rerineni, kunyange zvazvo zvakanga zvisiri nyore (jr 51 ¶17)

    • Jer 13:6, 7​—Jeremiya paakazodzokera kunotora bhandi racho, akafamba rwendo rwakareba, ndokuwana raora (jr 52 ¶18)

    • Jer 13:8-11​—Jehovha akanga achida kuratidza kuti ukama hwepedyo hwaaiva nahwo nevaIsraeri hwaizoparara nemhaka yekusateerera kwavaiita (jr 52 ¶19-20; it-1-E 1121 ¶2)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Jer 12:1, 2, 14​—Jeremiya akabvunza Jehovha kutii, uye akapindurwa kuti chii? (jr 118 ¶11)

    • Jer 15:17​—Jeremiya aiona sei nyaya yeshamwari, uye tingamutevedzera sei? (w04 5/1 11 ¶16)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Jer 13:15-27

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Pepa rekukoka munhu kuChirangaridzo uye vhidhiyo yacho​—Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Pepa rekukoka munhu kuChirangaridzo uye vhidhiyo yacho​—Siya pekuzotangira.

  • Hurukuro: (6 min.) w16.03 29-31​—Musoro: Vanhu vaMwari Vakatapwa Riini neBhabhironi Guru?

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 139

  • “Batsira Mhuri Yako Kuyeuka Jehovha”: (15 min.) Kukurukurirana. Tangai nekuratidza vateereri vhidhiyo inonzi “Mashoko Aya . . . Anofanira Kuva Mumwoyo Mako”—Mhuri Dziri Kubvunzurudzwa

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 10 ¶8-11, uye bhokisi rakanzi “‘Matangiro Akaita Krisimasi uye Chinangwa Chayo’” uye rakanzi “Kufumura Mamwe Mazororo neMhemberero”

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 48 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe