PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JEREMIYA 8-11
Vanhu Vanobudirira Kana Vachitungamirirwa naJehovha
Vanhu havakwanisi kuzvitungamirira uye havana kodzero yacho
Vanhu vakanga vava kuita mazvake-mazvake nekuti vafudzi vakanga vasingachaiti zvaidiwa naJehovha
Vaya vaiteerera Jehovha vaiva nerugare, vaifara uye vaibudirira