RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 March p. 4
  • March 20-26

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • March 20-26
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 March p. 4

March 20-26

JEREMIYA 8-11

  • Rwiyo 117 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Vanhu Vanobudirira Kana Vachitungamirirwa naJehovha”: (10 min.)

    • Jer 10:2-5, 14, 15—Vanamwari vemamwe marudzi ndivanamwari venhema (it-1-E 555)

    • Jer 10:6, 7, 10-13—Jehovha akasiyana navanamwari vemamwe marudzi, iye ndiMwari wechokwadi (w04 10/1 11 ¶10)

    • Jer 10:21-23—Vanhu havakwanisi kubudirira kana vasingatungamirirwi naMwari (w15 9/1 15 ¶1)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Jer 9:24—Ndekupi kudada kunganzi kwakanaka? (w13 1/15 20 ¶16)

    • Jer 11:10—Nei Jeremiya akataurawo nezveumambo hwemarudzi gumi hwekuchamhembe paaitaura zvirevo zvake, kunyange zvazvo Samariya rakanga rakundwa muna 740 B.C.E.? (w07 3/15 9 ¶2)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Jer 11:6-16

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Pepa rekukoka munhu kuChirangaridzo uye kavha yewp17.2—Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Pepa rekukoka munhu kuChirangaridzo uye kavha yewp17.2—Siya pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) ld p. 4-5 (Sarudza mapikicha aunoda kukurukura nezvawo.)—Koka munhu wacho kuChirangaridzo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 101

  • “Kushandisa Bhurocha raTeerera Mwari”: (15 min.) Tangai nekukurukura nevateereri zviri munyaya yacho kwemaminitsi 5. Mapedza, onai mozokurukura vhidhiyo yechidzidzo cheBhaibheri chiri kuitiswa pachishandiswa peji 8 ne9 mubhurocha iri. Mudzidzi akabata raTeerera Mwari uye mudzidzisi ane raTeerera Mwari Urarame Nokusingaperi. Kurudzirai vateereri kuti vavhurewo raTeerera Mwari Urarame Nokusingaperi vafambirane nezviri kuitwa pavhidhiyo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 10 ¶1-7 uye “Chikamu 3—Mararamiro emuUmambo—Kutsvaka Kururama kwaMwari”

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 35 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe