PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JEREMIYA 5-7
Vakanga Vasingachaiti Kuda kwaMwari
Jeremiya akafumura zvivi zvevaIsraeri neunyengeri hwavo asingatyi
VaIsraeri vaiona temberi sezango rinovadzivirira
Jehovha akavaudza kuti kunyange vakapa zvibayiro, kwaiva kupedza nguva, nekuti vakanga vachiita zvakaipa
Zvibvunze kuti: Ndingaita sei kuti kunamata kwangu kuenderane nezvinodiwa naJehovha, kwete kungoti chero ndaitawo?
Jeremiya ari paimba yaJehovha