RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 March p. 3
  • March 13-19

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • March 13-19
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 March p. 3

March 13-19

JEREMIYA 5-7

  • Rwiyo 66 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Vakanga Vasingachaiti Kuda kwaMwari”: (10 min.)

    • Jer 6:13-15—Jeremiya akafumura zvivi zvevaIsraeri (w88 4/1 11-12 ¶7-8)

    • Jer 7:1-7—Jehovha akaedza kuvabatsira kuti vapfidze (w88 4/1 12 ¶9-10)

    • Jer 7:8-15—VaIsraeri vaifunga kuti hapana zvavaizoitwa naJehovha (jr 21 ¶12)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Jer 6:16—Jehovha aida kuti vanhu vake vaitei? (w05 11/1 24 ¶11)

    • Jer 6:22, 23—Nei zvakanzi vanhu vaizobva “kunyika yekuchamhembe”? (w88 4/1 13 ¶15)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Jer 5:26–6:5

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) T-36—Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) T-36—Shandisa chikamu chakanzi “Zvokufunga Nezvazvo.” Koka munhu wacho kuChirangaridzo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) jl chidzidzo 1—Koka munhu wacho kuChirangaridzo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 125

  • “Kushandisa Bhurocha raNdivanaani Vari Kuita Kuda kwaJehovha Mazuva Ano?” (15 min.) Tangai nekukurukura nevateereri zviri munyaya yacho kwemaminitsi 5. Kana mapedza, onai navo vhidhiyo yechidzidzo 8 muone maitisirwo ebhurocha iri. Kurudzirai vose kushandisa bhurocha iri pavanoitisa zvidzidzo zveBhaibheri vhiki nevhiki.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 9 ¶16-21, bhokisi rakanzi “Kuchinjwa Kwakaitwa Vanhu Vaviri Nematurakiti Maviri MuAmazon,” uyewo rakanzi “Unonyatsotenda muUmambo Here?”

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 10 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe