RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 February p. 3
  • February 13-19

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • February 13-19
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 February p. 3

February 13-19

ISAYA 52-57

  • Rwiyo 148 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kristu Akatambudzikira Isu”: (10 min.)

    • Isa 53:3-5​—Akazvidzwa, uye akapwanywa nokuda kwezvivi zvedu (w09 1/15 26 ¶3-5)

    • Isa 53:7, 8​—Akazvipira kutifira (w09 1/15 27 ¶10)

    • Isa 53:11, 12​—Tinogona kunzi takarurama nekufirwa kwatakaitwa naJesu (w09 1/15 28 ¶13)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Isa 54:1​—“Mukadzi ngomwa” anotaurwa muuprofita uhwu ndiani, uye “vanakomana” vake ndivanaani? (w06 3/15 11 ¶2)

    • Isa 57:15​—Zvinorevei kuti Jehovha ‘anogara nevakadzvinyirirwa uye vanozvininipisa’? (w05 10/15 26 ¶3)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Isa 57:1-11

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) bh 12 ¶14​—Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) bh 12-14 ¶14-15​—Siya pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 15 ¶16-17​—Kana zvichiita, baba ngavadzidzise mwanasikana kana kuti mwanakomana wavo wechidiki.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 110

  • “Batsirai Vana Venyu Kuti Vanyatsotenda Kuti Musiki Ariko”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Zvinotaurwa Nevezera Rako​—Kutenda Kuti Mwari Ariko.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 8 ¶8-13 uye chati yakanzi “Nhamba Dzemabhuku Akaparadzirwa Kupfuura Mamwe Ose Panyika”

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 107 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe