KUCHERA PFUMA MUSHOKO RAMWARI | ISAYA 47-51
Kuteerera Jehovha Kunoita Kuti Tikomborerwe
Jehovha anotiratidza ‘nzira yatinofanira kufamba nayo’ kuti tifare muupenyu. Kana tikamuteerera, zvinhu zvinotifambira zvakanaka
‘Rugare rwuchaita serwizi’
Jehovha anotivimbisa rugare rwakakura uye rwunoramba rwuripo sezvakaita rwizi
‘Kururama kuchaita semafungu egungwa’
Mabasa edu akarurama anogona kuwanda sezvakaita mafungu egungwa