RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 May p. 4
  • May 9-15

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • May 9-15
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 May p. 4

May 9-15

MAPISAREMA 1-10

  • Rwiyo 99 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kuti Tifarirwe naJehovha Tinofanira Kukudza Mwanakomana Wake, Jesu”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raMapisarema.]

    • Pis 2:1-3​—Uprofita hwakagara hwataura kuti Jehovha naJesu vaizovengwa (w04 7/15 16-17 ¶4-8; it-1-E 507; it-2-E 386 ¶3)

    • Pis 2:8-12​—Vanhu vanokudza Mambo akagadzwa naJehovha ndivo chete vachawana upenyu (w04 8/1 5 ¶2-3)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Pis 2:7​—“Murau waJehovha” chii? (w06 5/15 17 ¶6)

    • Pis 3:2​—Shoko rokuti Sera rinorevei? (w06 5/15 18 ¶2)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 8:1–9:10

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yewp16.3​—Verenga rugwaro uchishandisa foni kana tablet.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Ratidza munhu waunogara uchiendesera magazini vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? kubva paJW Library, chinangwa chako chiri chekutanga kudzidza naye Bhaibheri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 12 ¶12-13​—Kurudzira mudzidzi kuti adhaunirodhe JW Library pafoni yake kana patablet.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 138

  • Remekedza Imba yaJehovha: (5 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo iri pajw.org inonzi Iva Shamwari yaJehovha​—Remekedza Imba yaJehovha. (Endai pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VANA.) Kana vhidhiyo yapera, kumbirai vana vadiki kuti vauye kuchikuva, movabvunza mibvunzo pamusoro pevhidhiyo iyi.

  • Zita raMwari muMagwaro echiHebheru: (10 min.) Hurukuro inobva muKabhuku Kanobatsira Pakudzidza Shoko raMwari, Chikamu 1.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 15 ¶1-14, bhokisi rakanzi Mibvunzo Pamusoro paEsteri riri muchitsauko 16

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 11 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe