Zviziviso
◼ Zvatichapa vanhu muna December: Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? kana kuti rimwe rematurakiti anotevera: Unoona Sei Bhaibheri?, Unoona Sei Ramangwana?, Chii Chinodiwa Kuti Mhuri Ifare?, Ndiani Chaizvo Ari Kutonga Nyika Yose?, Kutambura Kuchazombopera Here?, Chokwadi Vakafa Vangararamazve Here?, kana kuti raChii Chinonzi Umambo hwaMwari? January naFebruary 2016: Mashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari! kana kuti rimwe remabhurocha emapeji 32 anotevera: Mhuri Yenyu Inogona Kufara, Dzidzisai Vana Venyu, Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi, kana kuti raUnogona Kuva Shamwari yaMwari. March naApril 2016: Magazini eNharireyomurindi neAwake! May naJune 2016: Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? kana kuti rimwe rematurakiti anotevera: Unoona Sei Bhaibheri?, Unoona Sei Ramangwana?, Chii Chinodiwa Kuti Mhuri Ifare?, Ndiani Chaizvo Ari Kutonga Nyika Yose?, Kutambura Kuchazombopera Here?, Chokwadi Vakafa Vangararamazve Here?, kana kuti Chii Chinonzi Umambo hwaMwari?
◼ Chirangaridzo chegore ra2017 chichaitwa musi weChipiri, 11 April, 2017.