RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 11/15 p. 4
  • Purogiramu Yevhiki yaNovember 30

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaNovember 30
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 30
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
km 11/15 p. 4

Purogiramu Yevhiki yaNovember 30

VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 30

Rwiyo 94 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

ia chits. 3 ¶14-21, bhokisi riri papeji 30, kudzokorora kuri papeji 32 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 2 Makoronike 6-9 (8 min.)

Nha. 1: 2 Makoronike 6:22-27 (3 min. zvichidzika)

Nha. 2: Sei Zvisingaiti Kuti Titi Jehovha Utatu?–td 42A (5 min.)

Nha. 3: Sabata raMwari Rinotangira Papi Uye Rinoperera Papi?–td 38C (5 min.)

Musangano Webasa:

Dingindira Remwedzi Uno: “Ini ndakadyara, Aporo akadiridza, asi Mwari akaramba achiita kuti zvikure.”—1 VaK. 3:6.

Rwiyo 58

10 min: Ipa Vanhu Magazini Muna December. Kukurukurirana. Tangai nemuenzaniso, muchishandisa mharidzo dzokuenzanisira. Zvadaro ongororai mharidzo dzacho kubva padzinotangira kusvika padzinoperera.

10 min: Zvemuungano yenyu.

10 min: Takaitei? Kukurukurirana. Kumbirai vaparidzi kuti vataure kubatsirwa kwavakaitwa nekushandisa pfungwa dziri munyaya yakanzi “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kupa Vanhu Bhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei?” Kumbirai vateereri kuti vataure zvakaitika zvinokurudzira.

Rwiyo 141 Nemunyengetero

Chiyeuchidzo: Tapota ridzai rwiyo urwu rwutsva kamwe chete, mozoita kuti ungano iimbe pamunorwuridza kechipiri.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe