RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 10/15 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaOctober 19

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaOctober 19
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAOCTOBER 19
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
km 10/15 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaOctober 19

VHIKI INOTANGA NAOCTOBER 19

Rwiyo 54 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

ia p. 2-3 nesumo ¶1-15 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 1 Makoronike 8-11 (8 min.)

Nha. 1: 1 Makoronike 11:15-25 (3 min. zvichidzika)

Nha. 2: Vanhu Vachamutswa Vachagara Kupi?​—td 12B (5 min.)

Nha. 3: Chii Chinonzi Mweya?​—td 32A (5 min.)

Musangano Webasa:

Dingindira Remwedzi Uno: Ivai ‘vakadzika midzi’ uye ‘vakadzikamiswa pakutenda.’​—VaK. 2:6, 7.

Rwiyo 83

20 min: “Zvatingaita Kuti Tisvike Pamwoyo Yevatinodzidzisa.” Mibvunzo nemhinduro. Ivai nemienzaniso miviri inoratidza zvinhu zvakasiyana. Saimba anotaura kuti mwana wake akafa uye iye zvino ava kudenga. Mumuenzaniso wekutanga muparidzi anopindura achishandisa Muparidzi 9:5 iyo inotaura nezvemamiriro ezvinhu evakafa. Saimba wacho anobva aratidza kusawirirana nerugwaro rwacho. Mumuenzaniso wechipiri, muparidzi anoratidza kungwarira nekuverengera saimba Johani 5:28, 29 iyo inotaura nezvetariro yerumuko uye zvinobva zvaita kuti saimba wacho apindure zvakanaka kupfuura zvaamboita mumuenzaniso wekutanga.

10 min: Ungava Wechiduku Kana Kuti Wechikuru, Iva Muenzaniso Wakanaka Kune Vamwe. (VaF. 3:17; 1 Tim. 4:12) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2015, peji 71, ndima 2, kusvika papeji 72, ndima 4; uye mapeji 76-77. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zvirimo.

Rwiyo 90 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe