RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 10/15 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaOctober 12

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaOctober 12
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAOCTOBER 12
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
km 10/15 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaOctober 12

VHIKI INOTANGA NAOCTOBER 12

Rwiyo 135 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 31 ¶21-23, bhokisi riri pap. 319 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 1 Makoronike 5-7 (8 min.)

Nha. 1: 1 Makoronike 6:48-60 (3 min. zvichidzika)

Nha. 2: Chii Chinonzi Kutadzira Mudzimu Mutsvene?—td 5D (5 min.)

Nha. 3: Vakafa Vachamutswa Ndevapi?​—td 12A (5 min.)

Musangano Webasa:

Dingindira Remwedzi Uno: Ivai ‘vakadzika midzi’ uye ‘vakadzikamiswa pakutenda.’​—VaK. 2:6, 7.

Rwiyo 117

10 min: Ivai ‘Vakadzika Midzi’ Uye ‘Vakadzikamiswa Pakutenda.’ Hurukuro inobva padingindira remwedzi uno. Kuva ‘vakadzika midzi’ uye ‘vakadzikamiswa pakutenda’ kunorevei uye tingazviita sei? (Ona Nharireyomurindi yaJune 1, 1998, p. 10-12.) Verengai moratidza kuti magwaro anotevera anoshanda sei: VaKorose 2:6, 7; VaHebheru 6:1; naJudha 20, 21. Taurai muchidimbu dzimwe hurukuro dzepaMisangano Yebasa yemwedzi uno, moratidza kuti dzinoenderana sei nedingindira racho.

20 min: “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kubatsira Vadzidzi veBhaibheri Kuva Nepurogiramu Yakarongeka Yekudzidza Vari Vega.” Kukurukurirana. Ivai nemuenzaniso wemuparidzi agara nebasa achiratidza mudzidzi wake weBhaibheri kuti angashandisa sei RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower kuti apindure mubvunzo une chekuita neBhaibheri.

Rwiyo 116 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe